P.Masamba
Chorus
M: S/A Ndinodisa kwazvo kuva mumba menyu Mwari Kuva mumba menyu Mwari V: S/A Ndinodisa kwazvo kuva mumba menyu Mwari wangu, mwoyo wangu nomuviri wa-ngu, unoimba norufaro, kuna Mwari wa-ngu B: Ndinodisa kwazvo kuva mumba menyu, Mwari --- mwoyo wangu nomu viri wa-ngu, unoimba norufaro, kuna Mwari wa-ngu.
1
Kunyange nzvidya dzine pokugara, nyenganyenga dzine matendere.
2
Akakomborerwa anowana simba rake kwamuri, ane mugwagwa yakafara mumwoyo make.
3
Vanopamhidzirwa simba pasimba ravo vachazoona Mwari mukuru
4
Tenzi Mwari inzwai munamato wangu, doteererai henyu imi Mwari.
5
Ndingada hangu kumira pamusuo weimba yenyu, pano kugara mudzimba dzavakaipa.
Chorus
B Nokuti Tenzi ---Tenzi Mwari izuva nenhoo yangu --- nyasha norukudzo- ho haaregi --- chakanaka, kuna vaya --- zvakarurama S/A --- Nokuti Tenzi Mwari izuva nenhoo yangu, anopa nyasha norukudzo-ho haaregi kuita chakana-ka, kuna vaya vanoita zvaka-rurama
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.