J.K.Dzingai
Chorus
M: Ndinotendera Mwari mumwe chete V: S Ndinotendera Mwari mumwe chete Baba vana masimba ose muridzi wazvose zvose A/B Mwari mumwe chete Baba – vana masimba ose muridzi wazvose zvose T Ndinotendera Mwari, Baba vana masimba ose muridzi wazvose zvose
1
Ndinotendera Yesu Kristo
2
Mwana wake mumwe chete
3
Wakafa pachipiyaniso wakamuka muvafi
4
Wakamuka mufavi ndokukwira kudenga
5
Ndinotendera mweya musande
6
Kirike Katorike
7
Kubatana kwavasande kuregererwa kwamatadzo
8
Nokumuka kwomuviri
9
Norupenyu rusingaperi
10
Rusingaperi Amen
Chorus
All Baba vana masimba ose muridzi wazvose zvose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.