Sr Mary Mandeya (HLMC)
Chorus
M: Ndinouya kwamuri Mwari kuzodzivirirwa nemi Kuzodzivirirwa nemi V: All Nokuti ndinotambudzika – ziso rangu raneta nokuchema pamwe chete nomweya nomuviri wa-ngu
1
Musandirega ndichikundwa-a imi Mwari makarurama ndiponesei
2
Rerekai nzeve dzenyu kwandi-ri mukurumidze kundinunura
3
Nokuti imi ndimi dombo rangu nenhare yangu
4
Ndibvisei mumusungo wavakandidzikira pakahwanda
Chorus
All: Ziso rangu raneta nokuchema pamwe chete nomweya nomuviri wangu wangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.