D. Jakachira
Chorus
M: S/ A Ndinouya nezvichemo zvangu V: A Pamberi penyu imi Mwari S Ndinouya a ndinouya B Ndi-nouya kwamuri Mwari pamberi penyu ndinouya M: S/A Ndinouya nezvichemo zvangu... V: S/A Ndinochemera pa --- nemi Mwari B Ndi-nouya kwamuri Mwari ndinochemera pa-nemi Mwari V: S Ndinochemera kwamuri Ma-ambo ndimi mudziviriri wangu ndi-mi mu batsiri wangu ndimi zvose zvandinoda-a zva-ndinoda zvandinoda A Ndinochemera kwamuri Ma-amboo ndimi mudziviriri wangu ndi-mii mubatsiri wanguu ndimi zvose zvandinoda-a zva-ndinodaha zvandinoda B: Ndinochemera kwamuri – kwamuri Mwarii mudziviriri wanguuuu ndimi mubatsiri wanguu mu-ri zvose zvandinodaha zvandinoda zva-ndi-nodaa
Chorus
S/ A Ndi-mi mubatsiri wangu ndimi zvose zvandinoda-a zva-ndinoda zvandinoda B --- Ndimi mubatsiri wanguu mu-ri zvose zvandinodahaa zvandinodaa zva-ndi nodaa
1
Ndimi wandinoudza matambudziko a-ngu ndimi wandinoudza zviche-mo zvangu
2
Teererai kuchemera kwandinoita rubatsiro rwe-nyu ndinokumbira ne-nzwi guru
Chorus
S/A Ndi-bviseiwoo mumatambudziko ndirumbidze imi-i ndirumbidze zita renyu --- ndirumbidze zita renyu B Ndi-bviseiwo Mwari imi mumatambudziko ndirumbidze imii Mwari ndibviseiwo ndirumbidze zita renyu
3
Ndinochemera imimi Mwari rubatsiro rweenyu ndi-nu-nu reiwo ndinunureiwo kumhandu dzangu
4
Kana ndikatarisa kumativi ose hapana anondibatsira hapana ane hanya nenihi hapana ane haa-nya neni
Chorus
S/A Tererai Mwari wangu kuchemera kwangu rubatsiro ndinoshaiwa simba ndinosha-iwa simba B --- Ndinunurei Mwari wangu kumhandu dzangu ndinoshaiwa simba, ndi noshaiwa simba
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.