Bhaibheri

Ndiro Zuva Rakaitwa NaMwari

Catholic · Nziyo · 763

C.T. Chinoda

Chorus

M: 1.Ndiro zuva rakaitwa naMwari 2.Zuva rakaitwa naMwari V: S/A Ndiro zuvaa zuva rakaitwa naMwari ngatifarei kwazvo ngatifarei kwazvoo Alleluyaha ngatifarei kwazvo B --- Zuvaa zuva rakaitwa naMwari --- ngatifarei kwazvoho ngatifarei Alleluyaa ngatifarei kwazvo

1

Kristo hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu

2

Muri vapiriri vatsvene kuti mugamuchidze mupiro kuna Mwari

3

Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari

4

Takamuka pamwe chete naYesu ngatitize kurutadzo tigogara zvakanaka

5

Musakanganwe kubatsirana nokuti makapiwa ruponeso rwenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.