Bhaibheri

Ndiro Zuva Rakaitwa NaMwari

Catholic · Nziyo · 764

Sr Martha Chrysostoma Muza (LCBL)

Chorus

M: Ndiro zuva rakaitwa naMwari Zuva rakaitwa naMwari V: S/A Ndiro zuva rakaitwa naMwarii, sezvo makamuka pamwe naaKristo, ngatifarei kwazvoo tsvagai zvokumusoro B --- Zuva rakaitwa naMwarii, sezvo makamuka pamwe naaKristo, ngatifarei kwazvoo tsvagai zvokumusoro

1

Kristo hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu

2

Muri vapiriri vatsvene, kuti mugamuchidze mupiro kuna Mwari

3

Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari

4

Takamuka pamwe chete naYesu, ngatitize kurutadzo tigogara zvakanaka

5

Musakanganwe kubatsirana, nokuti makapiwa ruponeso rwenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.