Bhaibheri

Ndivhenekereiwo Neungwaru Hwenyu

Catholic · Nziyo · 770

J. Chinyanga

Chorus

M: S/A Ndivhenekereiwo neungwaruu hwenyu V: S/A Kuti kusuwa kwangu kwokuva mwana wenyu kukure-e kundikodzerese runatso rwebhapatisimo-o Mwarii makada vanhu vose B --- Kusuwa kwangu --- mwana wenyu kukuure --- kundikodzerese --- Mwarii makada vanhu vose

1

Imi makada kuti vanhu vose-e vapinde musangano ravatenderi venyu Mambo

2

Ndimizve makatumira vatenderi navapositori venyu-u kumatunhu ose

3

Nokuzadzisa zvirevo zvebhapatisimo Mambo

4

Vesai moto wechido mumwoyo mangu-u Mambo

Chorus

S/A Ndibatsireiwo-o, ndibatsireiiwo mabasa angu netsika zvose zvive zvichena B --- Ndibatsireiwo-o-o, angu netsika – dzangu – dzangu-u, dzangu zvichenaha

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.