Fr E. Ribeiro
Chorus
M: S Ndiwe V: All Ndiwe mukuru M: S Ndiwe V: All Ndiwe wamasimba ndiwe usina mugumo, ndiwe usina mugumo
1
Imi Mwari wedu munofanira kukudzwa nembiri
2
Tarisai mumakore meso ose achazomuonai
3
Imi makasika zvose zvose zvakasikwa nokuda kwenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.