Br L. Bvukumbwe
Chorus
M: Ngaarumbidzwe kudenga, deengaa V: All Mwari ngaarumbidzwee, kudenga, deengaa Pasi pano vagarikee, vaakanzwira tsii-tsii All Ngaarumbidzwe, ngaarumbidzwee Ngaarumbidzwe kudeengaa, Mwari Ngaarumbidzwe kudeengaa Tinokukudzai, tinokuimbirai Tinokupfugamirai, tinokurumbidzai Mambo Tinokutendai, pamusana pamabasa enyu, makuru anoshamia M: Tinokuomberai, Mwari Mambo imi Mambo wedenga, Mwari Baba wamasimba ose
Chorus
All Tinokuomberai Mambo Yesu Kristo, mwanakomana mumwe chete, Mwari Mambo hwayana yaMwari, mwanakomana waBaba
1
Imi munobvisa matadzo apasi tinzwireiwo tsitsi Imi munobvisa matadzo apasi donzwai zvichemo zvedu
2
Imi mugere kurudyi rwaBaba tinzwireiwo tsitsi, nokuti ndimi moga musande sande, ndimi moga Mambo
3
Ndimi moga mukuru-kuru, Yesu Kristo, imi namweya mutsvene, ndimi mune mbiri pamwe naMwari Baba
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.