Bhaibheri

Ngativimbei Nechipiyaniso

Catholic · Nziyo · 812

W. Makumbe

Chorus

M: Ngativimbei nechipiyaniso chaMambo, ndicho ruponeso rupenyu nokumuka kwedu Kudavira & Chorus: B Chipiyaniso --- nechipiyaniso --- rupenyu nokumuka kwedu S --- Ngativimbei nechipiyaniso chaMambo, ndicho ruponeso rupenyu nokumuka kwedu T --- Ngativimbei, ngativimbei --- ngativimbeiii --- rupenyu nokumuka kwedu

1

Mwari tinzwireiwo tsitsi mutikomborere, tiringisei mutinzwirewo tsitsi

2

Kuti nzira yenyu izikanwe pasi nokuponesa kwamunoita ndudzi dzose

3

Vanhu ngavakutendei Mwari vanhu vose ngavakutendei

4

Ndudzi ngadzifare ngadziimbe nomufaro nokuti muchatonga vanhu muururami

5

Pasi pakabereka zvibereko zvapo Mwari iye Mwari wedu achatikomborera

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.