Bhaibheri

Ngativimbei Nechipiyaniso ChaMambo

Catholic · Nziyo · 813

G. Chipapata Mosifatu

Chorus

M: Ngativimbei nechipiyaniso chaMambo Nechipiyaniso chaMambo V: S/A Ndicho ruponeso – ruponeso rupenyu nokumuka kwenyu – ngativimbei nechipiyaniso chaMambo B Ndicho ruponeso rupenyu nokumuka kwenyu rupenyu nokumuka kwenyu ngativimbei nechipiyaniso chaMambo

1

Kuti nzira yenyu izikanwe pasi nokuponesa kwamunoita ndudzi dzose

2

Vanhu ngavakutendei Mwari vanhu vose ngavakutendei

3

Ndudzi ngadzifare ngadziimbe nomufaro nokuti muchatonga vanhu muururami

4

Pasi pakabereka zvibereko zvapo Mwari iye Mwari wedu achatikomborera

5

Mwari achatikomborera achatikomborera napasi pose-e pachamutya

Chorus

S/A Mwari tinzwireiwo tsitsi – tikomborerei – tiringisei – tinzwireiwo tsitsi B Mwari tinzwireiwo tsitsi – tikomborerei tinzwireiwo tsitsi

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.