Bhaibheri

Nhasi Denga Razarurwa

Catholic · Nziyo · 817

R. Deure

Chorus

M: Nhasi denga razarurwa V: S Nhasi denga razarurwa vangere vose vachimuona-ha Mwari wakazviita mucheche B Nhasi denga --- vangere vanoshama --- Mwari mukuru mucheche

1

Vanhu vose vafare vadiki navarombo

2

Mwari wenyu wakazviita mudiki nomurombo

3

Tarisai Yesu tarisai Yesu tararisai Yesu mucheche

Chorus

S Pasi pose paimbire mununuri wazvarwa nhasi munozomuona mucheche anyatsorinda B --- Pose paimbire mununuri wazvarwa nhasi muchidyiro --- anyatsorinda

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.