P. Bayamombe
Chorus
M: Nhasi kana monzwa inzwi ra-ke – musazoomesa moyo ... V: S/A Nhasi kana monzwa inzwi ra-ke – nhaasi kana monzwa inzwi rake – nhasi kana monzwa inzwi ra-ke – musazoomesa moyo – moyo yenyu-u B Kana monzwa – inzwi ra-ke kana monzwa– musazoomesa moyo – moyo yenyu-u
1
Nhai vanhu moyo yenyu ichaomarara – kusvikira rini.
2
Muchada zvisina maturo nokukwasha zvenhema kudzamara – rini –
3
Asi zivai Mwari anoitira zvino – shamia munhu wake munaki –
Chorus
S/A Musazoomesa moyo – kana monzwa inzwi rake B Musazoomesa moyo --- inzwi ra-ke
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.