L. Hakireni
Chorus
M: Nhasi kana monzwa inzwi rake, kana monzwa Kana monzwa V: All Kana monzwa inzwi rake musazoomesa mwoyo yenyu
1
Ndakati ndamanikidzwa --- Wakandidzivurira
2
Mwari ndiitireiwo tsitsi --- Nokunzwa munamato wangu
3
Nhai vanhu moyo yenyu --- Ichaomarara kusvikira rini
4
Muchada zvisina maturo nokukwasha zvenhema --- Kudzamara rini
5
Asi zivai Mwari --- Anoitira zvinoshamisa munhu wake munaki
Chorus
All Kana ndichidana kwamuri Mwari ---- Ndipindureiwo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.