Bhaibheri

Pakati Penyu Kana Muno Rudo

Catholic · Nziyo · 841

F.K. Mukanyi

Chorus

M: S/A Pakati penyu kana muno rudo V: All Vose vachaziva vachaziva kuti muri vadzidzi vangu kana muno rudo pakati penyu

1

Yesu wakati kuvadzidzi vake Yesu wakati

2

Kunge muchiziva izvi muchakomborerwa kana zviito zvenyu zvichiwirirana nazvo Yesu akati

3

Ndinokupai mutemo mutsva, unoti idai. Yesu wakati

4

Idanai muwe nomumwe sokuda kwanadakukuitirai Yesu wakati

Chorus

S/A Ndakakupai muenzaniso, kuti mugosiitawo sezvandakakuitirai sezvandakakuitirai B Ndakakupai muenzaniso, mugosiitawo sezvandakakuitirai sezvandakakuitirai

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.