E. Musvosvi Shara
Chorus
M: S/A Pakutanga iizwi akanga atovapo --- iizwi akanga atovapo B/T Pakutanga --- pakutanga atovapo
1
Pakutanga-tanga pasi chigaare kwakanga kuina izwii
2
Izwi aigara naMwari uye izwi ndiye Mwari
3
Izwi akazoburuka akagara nesuu
4
Johane akanga ari chapupu chechiedza
5
Iye akanga asiri chiedza
6
Uyu ndiye andaireva ndichiti achauya mushure mangu
7
Ndiye akazoitawo kuti Baba vazivikanwe
Chorus
All Izwi akava munhu akagara nesuu, munhuu akagara nesuu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.