J. Tichapondwa
Chorus
M: Pauro pakutendeuka kwake V: All Akaona kupenya kukuru kuchibva kudenga akanzwa inzwi richiti Sauro, Sauro unonditambudzireiko Part 1:
1
Akabvunza ndimi aniko Tenzi
2
Ndini Jesu weNazareta waunotambudza
Chorus
S/A Muka uende kuDhamasco, uchanoudzwa ikoko --- zvose zvawakagadzirirwa naTenzi B Muka uende kuDhamasco, uchanoudzwa ikoko zvinhu --- zvawakagadzirirwa naTenzi Part 2:
3
Hama Sauro maziso ako ngaaone maziso ako ngaaone
4
Mwari akasarudza kuti uzive zvaanoda uone uite muranda akarurama
Chorus
All Iwe uchava chapupu, kuvanhu vose vaMwari chezvinhu zvose zvawakanzwa nezvose zvawakaona, uchamirireiko --- simuka uombekwe zvitadzo zvako zvisukwe, unamate zita rake unamate zita rake
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.