A. Chamunorwa
Chorus
M: Ravirai henyu munzwe kunaka kwaMambo x2 V: S Ravirai henyu munzwe kunaka kwaMambo, akakomborerwa uyo anovimba naye A Ravirai, ravirai henyu-u munzwe kunaka kwaMambo, anovimba naye B Ravirai henyu munzwe kunaka, kunaka kwaMambo, ravirai henyu munzwe kunaka
1
VhenekeraYerusarema, nokuti chiedza chako chakasvika. Ravirai henyu
2
Rimara kafukidza nyika, asi mbiri yaMwari, yakaonekwa pamusoro payo. Ravirai henyu
3
Marudzi achauya kuchiedza chako, namadzimambo kumbiri yakabudirira. Ravirai henyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.