C. Rupiya
Chorus
M: Ravirai munzwe kunaka kwaMambo V: S/A Ravirai munzwe kunaka kwaMambo, akakomborerwa munhu anovimba nayehe B Ravirai --- munzwe kunaka kwaMambo --- komborerwa munhu anovimba nayehe...
1
Vhenekera Yerusarema, nokuti chiedza chako chakasvika. Ravirai ravirai henyu.
2
Rima ra-kafukidza nyika --- asi mbiri yaMwari, yakaonekwa pamusoro payo. Ravirai ravirai henyu
3
Marudzi achauya kuchiedza chako --- namadzimambo kumbiri yakabudirira. Ravirai ravirai henyu
4
Mambo achava kwauri, chiedza chisingaperi --- naMwari wako – kunaka – kwakoho. Ravirai ravirai henyu
Chorus
S/A Akakomborerwa munhu anovimba nayehe, ravirai ravirai henyu B --- Komborerwa munhu anovimba nayehe, kunaka kwaMambo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.