E.N.M. Dhliwayo Chimuti
Chorus
M Tarirai kuna Mwari Kuna Mwari V: All Tarirai kuna Mwari --- nama-zuva ose
1
Mwoyo wangu hauzvikudzi
2
Meso angu haana manyawi
3
Handine hanya nezvinhu zvikuru
4
Kana nezvinhu zvinondikurira
5
Mweya wangu wakaita kwandiri
6
Somwana wakarumurwa
Chorus
All Zvino namazuva ose Mwari Areruya
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.