Bhaibheri

Tarirai Kuna Mwari

Catholic · Nziyo · 902

J.E. Chipato

Chorus

M Tarirai kuna Mwari Kudavira & Chorus: S Tarirai kuna Mwari zvino namazuva ose, Alleluya tarirai kuna Mwari B Tarirai kuna Mwari zvino namazuva ose tarirai –tarirai kuna Mwari

1

Mwoyo wangu hauzvikudzi meso angu haana manyawi

2

Handine hanya nezvinhu zvikuruu kana nezvinhu zvinondikuriraa

3

Mweya wangu wakaita kwandiri somwana wakarumurwa

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.