Bhaibheri

Tazvarirwa Mwana

Catholic · Nziyo · 915

S.M. Ponde

Chorus

M Tazvarirwa mwana V: All Mwana ndiye Mambo wamarudzi ose Areruya

1

Imbirai Mambo ruyo rutsva nokuti wakaita zvinhu zvose

2

Akazivisa kuponesa kwake akaratidza pachena kururama kwake pamberi pamarudzi ose

3

Pururudzirai Mambo pasi pose imbai nziyo dzokurumbidza

4

Akarangarira ngoni dzake mokutendeka kwake kunesu

5

Danidzirai muimbe nomufaro makomo ngaaimbe pamberi paMwari

6

Migumo yapasi pose yakaona ruponeso rwaMwari wedu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.