Bhaibheri

Tazvarirwa Mwana

Catholic · Nziyo · 916

A. Chamunorwa

Chorus

M: Tazvarirwa mwana V: S Tazvarirwa mwana, mwana ndiye Mambo wamarudzi ose Alleluya B Tazvarirwa mwana, mwana ndiye Mambo, Mambo wamarudzi ose

1

Imbirai Mambo rwiyo rutsva nokuti wakaita zvinhu zvose.

2

Akazivisa kuponesa kwake akaratidza pachena kururama kwake pamberi pamarudzi ose.

3

Pururudzirai Mambo pasi pose imbai nziyo dzokurumbidza.

4

Akarangarira ngoni dzake nokutendeka kwake kunesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.