Bhaibheri

Tazvarirwa Mwana

Catholic · Nziyo · 917

P.F. Banga

Chorus

M: Tazvarirwa mwana V: S Tazvarirwa mwanaa, wamarudzi osee – tazvarirwa Mambo Areruya B Mwana ndiye Mamboo – ose Areruya – Mambo Areruya

1

Imbirai Mambo rwiyo rutsvaa nokuti wakaita zvinhu zvosee.

2

Akazivisa kuponesa kwake akaratidzaa pachena kururama kwakee pamberi pamarudzi osee

3

Pururudzirai Mambo pasi posee imbai nziyoo dzokurumbidzaa

4

Akarangarira ngoni dzakee nokutendekaa kwake kunesuu

Chorus

S Migumo yapasii yapasi pose-he yakaona ruponeso rwaMwari weduu B Migumoo – migumoho pasi pose-e-he yakaona-ha yakaona Mwari wedu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.