Bhaibheri

Tenzi Akati Kwavari

Catholic · Nziyo · 924

S. Nyamajenjere

Chorus

M: Tenzi akati kwavari V: All Zvinhu zvinoda kukohwiwa zvizhinji, asi vabati vebasa vashoma

1

Chiendai henyu ndinokutumai sehwayana, sehwayana dzinotumwa kumapere

2

Iri yose imba yamunenge mapinda, tangai mataura kuti rugare rwenyu ngaruve muimba ino

Chorus

All Saka kumbirai kuna Tenzi muridzi wembeu dzinoda kukohwiwa kuti atumire vanhu vanokohwa mumunda make

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.