R. Chikomo
Chorus
M Tichisangana paatari V:S/A Mwari Baba mwanakomana wenyu Yesu Kristo anozvipa kunesu pano paAtari kuti tigone kukupirai muviri neropa rake B --- Mwanakomana Yesu Kristo anozvipa pano paAtari kuti tigone kukupirai muviri neropa rake
1
Tinoda kuita zvomupiro wamunofadzwa nawo
2
Isu vanhu tinombouya kwamuri namaoko akaoma
3
Unoripa chaizvo matadzo edu
Chorus
S/A Mupiro wakadai chete ndiwo unokwanira ukuru hwenyu nokutenda zvose zvamakatiitira B Mupiro wakadai chete --- unokwanira ukuru hwenyu nokutenda zvamakatiitira
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.