A. Gumbo
Chorus
M: Hama dzangu munoziva kuti-i V: S/A Kana musasa watinogara pasi pano ukapazwa-a tine imba-a iri kudenga B Kana musasa watinogara pasi pano --- tine imba – iri kudenga
1
Imba yatakagadzirirwa naMwari
2
Imba isina kuvakwa namaoko avanhu
3
Kufamba kwedu pasi pano ndokokungotungamirirwa nechitendero kwete kokumuona
4
Zviri nani kuti tibve mumuviri tonogara pana Mambo
Chorus
S/A Saka takatsunga sezvo tiri mumuviri tiri kure naMambo tichinge vadzingwi B --- Takatsunga-a tiri mumuviri tiri kure naMambo tichinge vadzingwi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.