S.M. Ponde
Chorus
M: Tinotendera V: S Tinotendera Mwari mumwe chete tinotendera B E --- hongu tinotendera
1
Baba vana masimba ose 14. Akakwira kudenga kwaagere
2
Vakasika denga napasi kurudyi rwaBaba
3
Nazvose zvinoonekwa 15. Achazouya zvakare achipenya nezvisingaonekwi 16. Kuzotonga vapenyu navafi
4
Tinotendera Yesu Kristo 17. Tinotendera mweya mweya
5
Mwana wake mumwe chete musande Ndiye Mwari anobva muna Mwari 18. Mambo anopa upenyu 6. Chiedza chinobva muchiedza 7. 19. Anobva muna vose Baba Zvinhu zvose zvakasikwa naye 8. nomwanakomana Akabva kudenga pamusana pedu 9. 20. Tinotendera Kirike rimwe chete
6
Wakaumbwa mumimba yaMaria 21. Kirike sande Katorike muvirigo 22. Kubatana kwavasande
7
Nesimba raMweya mutsvene 23. Kuregererwa kwamatadzo
8
Akafa pachipiyaniso 24. Nokumuka kwomuviri
9
Akamuka muvafi nezuva retatu 25. Norupenyu rusingaperi
Chorus
All E --- hongu tinotendera
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.