Bhaibheri

Tinotendera Mwari

Catholic · Nziyo · 969

T.M. Dunduru

Chorus

M: Tinotendera Mwari Baba V: S/A Mwari Baba vana masimba ose tinotendera Mwanakomana naMweya Mutsvene B Mwari Baba vana masimba ose ho-o Mwanakomana naMweya Mutsvene

1

Musiki wedenga napasi tinotendera

2

Muridzi wazvose zvose tinotendera

3

Mwana wake mumwe chete tinotendera

4

Wakafa pachipiyaniso tinotandera

5

Wakamuka muvafi ndokukwira kudenga tinotendera

6

Mweya musande kirike katorike tinotendera

7

Kubatana kwavasande tinotendera

8

Kuregererwa kwamatadzo tinotendera

9

Nokumuka kwomuviri tinotendera

10

Norupenyu rusingaperi rusingaperi amen tonotendera

Chorus

S/A --- Nomwanakomana noMweya Mutsvene B Baba --- Mwanakomana noMweya Mutsvene

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.