J.S. Maphosa
Chorus
M: Tiri mitezo mizhinji pamuviri mumwe chete V: S/A Isu takaombekwa takaombekwa tikapihwa zvipo namabasa omweya mutsvene B --- Takaombekwa tikapiwa zvipo namabasa omweya mutsvene
1
Mutezo mumwe nomumwe wakapiwa basa naMwari rakakosha kuti muviri urarame
2
Nokuti muviri womunhu hauzati uchingova womutezo mumwe chete asi mitezo mizhinji
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.