G. Murairo
Chorus
M: S/A Tsvagai zvokumusoro-soro V: S Tsvagai zvokumusorosoro tsvagai tsvagai tsvagai sezvo makamuka pamwe naKristo-o tsvagai zvokumuso-rosoro A Tsvagai zvokumusorosoro tsvagai, tsvagai tsvagai sezvo makamuka, pamwe naKristo-o tsvagai zvokumusorosoro B Zvokumusorosoro tsvagai tsvagai, zvokumusoro-o sezvo makamuka, pamwe naKristo-o tsvagai, zvokumusorosoro
1
Kristo-o hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu
2
Muri vapiriri vatsvene kuti mugamuchidze – mupiro kuna Mwari
3
Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari
4
Musakangamwa kubatsirana nokuti makapihwa-a ruponeso rwenyu
Chorus
S/A Sezvo makamuka pamwe naKristo, pamwe naKristo-o tsvagai zvokumusorosoro B Sezvo makamuka, makamuka pamwe naKristo, pamwe naKristo-o tsvagai zvokumusorosoro
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.