W. Wasosa
Chorus
M Uchirai Mose---- Mose V: All Mambo akwira kudenga uchirai mose Mambo Alleluya
1
Pururudzirai Mwari , imi nyika dzose murumbidze zita rake
2
Rumbidzai mbiri yake nokuti akatipa rupenyu
3
Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza nokuti Mwari ndiye Mambo wedu
4
Iye akamuka muvafi ndiye akatifira pachipiyaniso
5
Vakudziwe Baba noMwanakomana naMweya Musande
6
Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kose
Chorus
All Uchirai --- Mambo --- Mambo Alleluya
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.