Bhaibheri

Uchirai Mose Mambo Akwira Kudenga

Catholic · Nziyo · 992

R. Tonganai

Chorus

M: Uchirai mose-e Mambo akwira kudenga V: S/A Akwira kudenga Mambo u-chirai Mambo akwira kudenga – akwira kudenga Mambo Alleluya uchirai mose. B Akwira kudenga Mambo uchirai akwira kudenga akwira kudenga Mambo Alleluya uchirai mose.

1

Pururudzirai Mwari imi nyika dzose murumbidze zita rake

2

Rumbidzai mbiri yake nokuti akatipa rupenyu.

3

Imbirai Mwari dzimbo dzokurumbidza nokuti Mwari ndiye Mambo wedu.

4

Iye akamuka muvafi ndiye akatifira pachipiyaniso.

Chorus

S/A Uchirai Mambo akwira kudenga, akwira kudenga Mambo Alleluya uchirai mose. B Uchirai akwira kudenga akwira kudenga Mambo Alleluya uchirai mose.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.