A. Gumbo
Chorus
M: Upenyu hwavatenderi vokutanga V: S/A Vaigara pamwe chete vachigoverana zvose zvavakanga vainazvo B Vaigara pamwe chete nomoyo umwe chete murudo --- vainazvo
1
Vakasimbirira mukudzidziswa navapostori
2
Vakasimbirira mukuwadzana nokunamata navehama
3
Zuva nezuva vaigarosimbirira kuenda kutemberi vachinamata pamwechete navamwe
Chorus
S/A Mambo akavawedzera navamwe vatenderi vakawanda B --- Akavawedzera navamwe vatendi vakawanda
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.