Bhaibheri

Kutenda Mushure Mokupfidza

Catholic · Minamato · 30

1

Ndinokutendai Jesu nechikomborero chesakaramende rokuregerera randisunungura nokundipazve rugare. Mhandara isina kana netsvekwa nemi mutumwa muchengeti wangu, pamwe naVaTsvene vose, ndiwanireiwo kubva mureverero yenyu ine simba, nyasha kuti ndisatadze zvakare. Amen.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.