1
Tenzi Mwari wedu, munotungamira vanhu venyu nebasa ravapristi. Vachengetedzei vakatendeka mukukuitirai kuti upenyu nebasa ravo, zvikupei mbiri nomuna Kristu. Tinokumbira izvi nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu Mwanakomana wenyu, anogara nokutonga pamwe nemi makabatana naMweya Mutsvene muUmwari humwechete kwemisi isingaperi. Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.