1
Tenzi, ndibatsirei kunzwisisa mwana woga woga. Ndibatsirei kuona kukosha kwemweya yavana ava, ndigotungamira umwe nomumwe wavo munzira yorufaro rwechishamiso cheruzivo – kwete munzira inovatyisa.
2
Baba wadiwa, sokutarisira kwavo kwandiri kuti ndiva tungamirire munzira yechokwadi yeChikristu, iniwo ndinozvirereka ndichikumbira kuti mundidzidzisewo. Amen.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.