Bhaibheri

Munamato Womukoti

Catholic · Minamato · 50

1

Tenzi, ivai neni pazuva ranhasi pandichange ndichichengetedza varwere vangu. Itai kuti mashoko angu ave nomutsa nokuti izvi zvakakosha kwandiri. Mugoitazve kuti maoko angu agone kuporesa varwere. Rudo rwenyu ngarupenye nomune zvose zvandinoita kuitira kuti vanoda rubatsiro vakuonei nokukunzwai nomandiri. Amen

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.