Makati zvose siyai
Methodist Nziyo 130
1
Makati: zvose siyai, Kuti munditevere Takasiya zvose Tenzi, Tomirira kwamuri.
Chorus
Torai mwoyo yedu Pamwe nesimba Zviitiswe basa, Tenzi, Tozvipira kwamuri.
2
Tizadzisei nesimba Kuti tive zvapupu Zvounhu hwenyuwo Ishe, Kuti huri matiri.
3
Yamurai vanhu vedu Vakutevere iwo, Itai nzeve dzavowo Dziterere kwamuri.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.