Bhaibheri

Ngatitende kuna Jesu

Methodist Nziyo 137

1

Ngatitende kuna Jesu, Ndiye wakatifira; Wakatiitira tsitsi, Nokutifira kwake; Ishe, baba! Ivai netsitsi nesu.

2

Isu vanhu voupofu, Wakauya kunesu Wakafira vanhu vose, Wakafira mapofu; Ishe, baba! Ivai netsitsi nesu.

3

Marudzi enyika yose, Vatende pamwe chete; Ngavakurumbidze vose, Vaimbe kuna IShe; Ishe, baba! Iva netsitsi nesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.