Bhaibheri

Mwari baba wedu

Methodist Nziyo 265

1

Mwari baba wedu Tichengetei, Pahope tarara Tivhumbamirwe.

2

Yamurai mai Pamwe nababa, Vagotirerera Pakutya imi.

3

Tipeiwo rudo Kuvanhu vose Tive vana venyu SaIshe Jesu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.