Bhaibheri

Tinouya madzimambo

Methodist Nziyo 43

1

Tinouya madzimambo, Touya nezvipo zvedu; Tabva kumasowi, tichitevera nyenyedzi.

Chorus

O! Nyenyedzi yousiku Inopenyera Mambo; Titungamire tione mwenje wakanakisa.

2

Wakazvarwa Mambo wedu, Ndinomupa ngundu yake; Mambo wedu nguva dzose anozotitonga.

3

Ndinopa zvinonhuhwira Chiratidzo choumambo Vanhu vose murumbidze Ishe wokudenga.

4

Mura yangu inoreva Noupenyu hwokusuwa; Kurwadza, nyatwa, kufa nokuvigwa muguva.

5

Honaika, wakamuka, Mambo, Mwari, Muponisi, Rumbidzai vanhu vose, pamwe nengirozi.

6

Tarisazve nziyo idzi: 15, 267, 268

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.