Bhaibheri

Ndiani pane zamba

Methodist Nziyo 44

1

Ndiani pane zamba Vafudzi vopfugama?

Chorus

Ndiye Jesu! zvoshamisa! Ndiye Mambo wokubwinya! Topfugama kwaari, Mutunhidze ndiMwari.

2

Ndiani ane nzara Pasango ari oga?

3

Ndiani wodzidzisa Dama rakanakisa?

4

Ndiani anorapa Vose vanorwadziwa?

5

Ndiani anochema Paguva raRazaro?

6

Ndiani wokwaziswa Nedzimbo nokufara?

7

Ndiani woteura Pausiku mumuda?

8

Ndiani pam'chinjikwa Woregerera mhandu?

9

Ndiani anomuka Kutinunura isu?

10

Ndiani anotonga Nengoni nokubwinya?

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.