Ngatimukudze Mwari
Methodist Nziyo 5
1
Ngatimukudze Mwari Nemwoyo inofara:
Chorus
Tsitsi dzake ihuru Dzinoitirwa isu.
2
Anoraira zuva Rivhenekere nyika
3
Zvinhu zvose zvipenyu Zvinochengetwa naye:
4
Anotikwanisawo Anoda kukumbirwa:
5
Kana tiri panhamo Tinosimbiswa naye:
6
Mwana wake wakafa Kuti tive vapenyu:
7
Ngatimukudze Mwari Nemwoyo inofara:
8
Tsitsi dzake dziripo Dzisingapere idzo. Tsitsi dzake dziripo Dzisingapere idzo.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.