Bhaibheri

Wokusuwa! wakanzi

Methodist Nziyo 52

1

Wokusuwa! wakanzi, Iye Mwana waMwari; Wakavada vatadzi; Hareruya! Muponisi!

2

Vanhu vakamuseka, wakatongerwa kufa Panzvimbo yangu ini; Hareruya! Muponisi!

3

Isu tiri vatadzi, Asi iye Mutsvene; Angatiyananise; Hareruya! Muponisi!

4

Wasimutsirwa kufa; Wakakuwa: 'zvapera!' Wakagadzwa kudenga; Hareruya! Muponisi!

5

Kana Ishe ouya, Kuti azotitora, Tichaimba zvakare, Hareruya! Muponisi!

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.