Bhaibheri

Mukati meguva

Methodist Nziyo 63

1

Mukati meguva, Jesu M'ponisi, Wagarira musi, Jesu Ishe.

Chorus

Wamuka Jesu Ishe, Navavengi vakakundiwa. Wamuka mukundi kuvashakabvu, Achagara nesu kusingapere; Wamuka! wamuka! Hareruya! wamuka!

2

Vakarinda nhando, Jesu M'ponisi, Ibwe rave nhando, Jesu Ishe.

3

Haanakuora, Jesu M'ponisi, Kufa kwakakundwa, Jesu Ishe.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.