SHE munyai wenyu simbisai
RCZ Nziyo 1
(Oeh! dat u Geest den leeraar sterk.)
1
SHE, munyai wenyu simbisai; Mubato wake fambisai; Mashoko enyu atibaye; Abereke zvibereko Zvokurumbidza SHE wedu; Mimwoyo yedu imuvonge; Mazuva edu o.....se Timushumire moga SHE.
2
Tibetserei Tisimbisei Kutenda kwedu zvino; Chitipaizve Mufaro, SHE! Tichingomubatira.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.