Ndinofadzwa misi yose
RCZ Nziyo 100
Elken dag geeft mij genoegen. Gez. 29.
1
Ndinofadzwa misi yose, Ndinokombore.....rwa; Uye madambudzo ose Ndinoshanduri.....rwa; Uye pose pakawoma Mvura ndinosiiona; Nyange pausikuwo Ndinovhenekerwapo.
2
SHE, mazuva omufaro Anga akawa.....nda; Anga achisha’iwa nhamo Achingoere.....ra! Njodzi, uye kutambura, Zvanga zviripo zvishoma; Namazuva ose, SHE, Ndovigirwa zvitsvazve.
3
Bundo, uye nzizi dzose, Gungwa rakadzi.....ka; Miti namakore, zvose Tinokombore.....rwa; Misi yose tinopiwa Rudo rwenyu, uye simba; Bambo, tibetsere’su, Kuti timuongewo!
4
Kana paupenyu hwuno Matipavuri....ra, Muchazotivigireiko, Apo pakude....nga? Kana takapedza rwendo, Takazova nomukundo, SHE uchazotipawo Mubayiro weduko!
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.