Bhaibheri

Nyararai henyu

RCZ Nziyo 101

From German Hymn Book.

1

Nyararai henyu, Vana vaSHE! Zvigadzei mwoyo. Shungu dzipwe! Musazotya, SHE unonzwa; Chikumbirai, Uchamupai; Munhamo dzose Danidzirai; :/: Wogona zvose, Unomunzwai! :/:

2

Togara hedu, Tiri vaSHE! NdiBambo vedu, Shungu dzipwe; Tichagotyei? Tichachemei? Timutendei, Wotida sei! Jesu, SHE wedu, Tichengetei; :/: Munhare yedu Mutivanzei! :/:

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.