Jesu achisiya
RCZ Nziyo 169
Jesus when He left the sky. Tune Ch. Pr. 168.
1
Jesu, achisi.....ya Bambo vokude.....nga, Ha’ti akamhu.....ra, Vana sainiwo.
2
Pose pa’kafa.....mba Vakamuvangi.....ra, Vachiisa va.....na, Vana sainiwo.
3
Wakavafari.....ra, Ha’na kuvadzi.....nga; Wakafungati.....ra, Vana sainiwo.
4
Ndiwakavafi.....ra, Kuzovachenge.....ta; Vose unorwi.....ra, Vana sainiwo.
5
Vana vanodisa Kumunamati.....ra, Vachimushumi.....ra, Vana sainiwo.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.